Mapisamera 23

From Wikisource
Jump to navigation Jump to search

1 Jehova ndiye mufudzi wangu; Hapana chandingashaiwe.

2 Anondiradzika pamafuro manyoro: Anonditungamidza pamvura inozorodza.

3 Unoponesa mweya wangu: unonditungamidza munzira dzohururami nokuda kwezitarake.

4 Zvirokwazvo, kunyangwe ndikafamba mumupata womumwuri worufu, handityi zvakaipa: nokuti imi muneni;

5 ndiye anogadzira tapfuura mberi kwemhandu dzangu ndizvozvo mukombe wangu wazara nemafuta.

6 Idi runako nenyasha zvichazonditevera:ndichazogara kudenga nekusingaperi.